Johane 5:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 Makatuma nhume kuna Johani akapupurira chokwadi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Makatuma kunaJohane, iye akapupurira ɀokwaɗi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Makatuma kuna Johani, iye akapupurira chokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Makatuma nhume kuna Johani akapupurira chokwadi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 “Makatuma nhume kuna Johani naiye akapupurira chokwadi. Viz kapitola |