Johane 5:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Vakaita zvakarurama vachimukira upenyu, vanenge vakaita zvakaipa vachimukira kutongwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 ʋacaɓuɗa; aʋo ʋakaita ɀakanaka, kukumuka kwoʋupenyu, aʋo ʋakaita ɀakaipa, kukumuka kwokutoŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 vachabuda; avo vakaita zvakanaka, kukumuka kwoupenyu, avo vakaita zvakaipa, kukumuka kwokutongwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Vakaita zvakarurama vachimukira upenyu, vanenge vakaita zvakaipa vachimukira kutongwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 uye vachamuka; vose vakaita zvakanaka vachamuka vachienda kuupenyu, uye avo vakaita zvakaipa vachamuka vachienda kukutongwa. Viz kapitola |