Johane 5:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Baba havatongi munhu, asi vakapa kutonga kwose kumwanakomana Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nokuti naƂaɓa haʋatoŋgi munhu, asi ʋakapa Mŋanakomana kutoŋga kwose, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Nokuti nababa havatongi munhu, asi vakapa Mwanakomana kutonga kwose, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Baba havatongi munhu, asi vakapa kutonga kwose kumwanakomana Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Pamusoro paizvozvo, Baba havatongi munhu, asi vakapa Mwanakomana kutonga kwose, Viz kapitola |