Johane 5:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Nokuti Baba vanoda Mwanakomana uye vanomuratidza zvose zvavanenge vachiitawo pachavo uye vachamuratidza mabasa makuru kupinda iwaya kuti mushamiswe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Nokuti Ƃaɓa ʋanoɗa Mŋanakomana, ʋanomuratidza ɀose ɀaʋanoita ʋamene; ʋacamuratidza maɓasa makuru kunawawa, kuti mushamiswe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Nokuti baba vanoda Mwanakomana, vanomuratidza zvose zvavanoita vamene; vachamuratidza mabasa makuru kuna iwawa, kuti mushamiswe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Nokuti Baba vanoda Mwanakomana uye vanomuratidza zvose zvavanenge vachiitawo pachavo uye vachamuratidza mabasa makuru kupinda iwaya kuti mushamiswe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Nokuti Baba vanoda Mwanakomana uye vanomuratidza zvose zvavanoita ivo. Hongu, kuti imi mushamiswe, vachamuratidza kunyange zvinhu zvikuru kwazvo kupfuura izvi. Viz kapitola |