Online Bible

- Reklamy -




Johane 5:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Asi Jesu akavapindura achiti, “Baba vangu vanoshanda nazvino neniwo ndinofanira kushanda.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Asi iye wakapindura, akati: Ƃaɓa ʋangu ʋacaɓata kuȿikira ɀino, neni ndinoɓata ʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Asi iye akapindura, akati, “Baba vangu vachabata kusvikira zvino, neni ndinobatawo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Asi Jesu akavapindura achiti, “Baba vangu vanoshanda nazvino neniwo ndinofanira kushanda.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Jesu akati kwavari, “Baba vangu vanoramba vari pabasa ravo kusvikira nhasi chaiye, uye neniwo, ndiri kushanda.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 5:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy