Johane 5:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 Murume uya akabva aenda akandotaurira vaJudha vaya kuti Jesu ndiye akanga amuporesa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino munhu uyo akandoʋudza ʋaJuda, kuti ndiJesu wakamuporesa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino munhu uyo akandoudza vaJudha, kuti ndiJesu akamuporesa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Murume uya akabva aenda akandotaurira vaJudha vaya kuti Jesu ndiye akanga amuporesa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Murume akabva akaenda akandoudza vaJudha kuti ndiJesu akanga amuporesa. Viz kapitola |