Johane 5:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Mushure mezvo Jesu akamuwana paTemberi akamuti, “Tarisa uone kuti wapora; usatadzezve kuti urege kuwirwa nezvakapinda izvi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Shure kwaiɀoɀo Jesu akamuwana mutembere, akati kwaari: Tarira, waporeswa; usatadza ɀe, kuti urege kuɓatwa necinhu cakaipa cinokunda cici. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Shure kwaizvozvo Jesu akamuwana mutemberi, akati kwaari, “Tarira, waporeswa; usatadzazve, kuti urege kubatwa nechinhu chakaipa chinokunda chichi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mushure mezvo Jesu akamuwana paTemberi akamuti, “Tarisa uone kuti wapora; usatadzezve kuti urege kuwirwa nezvakapinda izvi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Shure kwaizvozvo, Jesu akamuwana ari mutemberi uye akati kwaari, “Tarira, wapora. Usatadzazve kuti urege kuwirwa nechimwe chinhu chakaipisisa.” Viz kapitola |