Johane 5:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi munhu uya akaporeswa haana kuziva kuti ndiani nokuti Jesu akanga anyangarika sezvapanga paina manyoremanyore avanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino wakaŋga aporeswa, haana‐kuziʋa kuti ndiani; nokuti Jesu wakaŋga abva, ɀakwaiʋa naʋanhu ʋazhinji panɀimbo iyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino akanga aporeswa, haana kuziva kuti ndiani; nokuti Jesu akanga abva, zvakwaiva navanhu vazhinji panzvimbo iyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi munhu uya akaporeswa haana kuziva kuti ndiani nokuti Jesu akanga anyangarika sezvapanga paina manyoremanyore avanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Murume uya akanga aporeswa akanga asingazivi kuti ainge ari ani, nokuti Jesu akanga apinda mukati meungano yakanga iripo. Viz kapitola |