Online Bible

- Reklamy -




Johane 5:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Asi iye akavapindura achiti, “Munhu andiporesa ndiye andiudza kuti, ‘Tora rukukwe rwako ufambe.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Iye akapindura, akati: Uyo wandiporesa ndiye wakati kwandiri: Tora nhoʋo dzako, ufambe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Iye akapindura, akati, “Uyo andiporesa ndiye akati kwandiri, tora nhoo dzako, ufambe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Asi iye akavapindura achiti, “Munhu andiporesa ndiye andiudza kuti, ‘Tora rukukwe rwako ufambe.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Asi iye akapindura akati, “Murume andiporesa ati kwandiri, ‘Takura rukukwe rwako ufambe.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Johane 5:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy