Online Bible

- Reklamy -




Johane 5:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Ipapo vaJudha vakati kumunhu akanga aporeswa, “Nhasi iSabata, haubvumirwi kuti utakure rukukwe rwako.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀino ʋaJuda ʋakati kunowakaporeswa: isaɓata, hautenderwi kutakura nhoʋo dzako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Zvino vaJudha vakati kune akaporeswa. “ISabata, hautenderwi kutakura nhoo dzako.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Ipapo vaJudha vakati kumunhu akanga aporeswa, “Nhasi iSabata, haubvumirwi kuti utakure rukukwe rwako.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Naizvozvo vaJudha vakati kumurume uya akanga aporeswa, “Nhasi iSabata; murayiro unokurambidza kuti utakure rukukwe rwako.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 5:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy