Johane 4:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona40 Naizvozvo vaSamaria pavakauya kwaari vakamukumbira kuti ambogara navo. Akagaramo kwamazuva maviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ɀino ʋaSamaria ʋakati ʋaciȿika kwaari, ʋakamunyeŋgetera kuti agare naʋo; akagara’po mazuʋa maʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Zvino vaSamaria vakati vachisvika kwaari, vakamunyengetera kuti agare navo; akagarapo mazuva maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Naizvozvo vaSamaria pavakauya kwaari vakamukumbira kuti ambogara navo. Akagaramo kwamazuva maviri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Saka vaSamaria vakasvika kwaari, vakamukumbira kuti agare navo, nokudaro akagarapo kwamazuva maviri. Viz kapitola |