Johane 4:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Jesu akati kwaari, “Munhu anonwa mvura iyi achava nenyotazve. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Jesu akapindura, akati kwaari: Mumŋe nomumŋe, unonwa mvura iyi, ucaʋa nenyota ɀe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Jesu akapindura, akati kwaari, “Mumwe nomumwe, anonwa mvura iyi, achava nenyotazve. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Jesu akati kwaari, “Munhu anonwa mvura iyi achava nenyotazve. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Jesu akapindura akati, “Ani naani anonwa mvura iyi achava nenyotazve, Viz kapitola |