Johane 3:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona34 Nokuti akatumwa naMwari anotaura mazwi aMwari nokuti Mwari haana kumupa Mweya achiita zvokuera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Nokuti wakatumŋa naMŋari, ndiye unotaura mashoko aMŋari; nokuti haapi Mŋeya aciyera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Nokuti akatumwa naMwari, ndiye anotaura mashoko aMwari; nokuti haapi Mweya asina mwero. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Nokuti akatumwa naMwari anotaura mazwi aMwari nokuti Mwari haana kumupa Mweya achiita zvokuera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Nokuti uyo akatumwa naMwari anotaura mashoko aMwari, nokuti Mwari anopa Mweya asingayeri. Viz kapitola |