Online Bible

- Reklamy -




Johane 20:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Nejira duku raiva kumusoro wake rakanga risiri pano mamwe machira asi rakanga rakapetwa riri paro roga.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 nomuceka muɗuku, wakaŋga uri mumusoro wake, usati uri kunemimŋe miceka, asi wakapetwa uri pamŋe woga.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 nomucheka muduku, wakanga uri mumusoro wake, usati uri kune mimwe micheka, asi wakapetwa uri pamwe woga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Nejira duku raiva kumusoro wake rakanga risiri pano mamwe machira asi rakanga rakapetwa riri paro roga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 pamwe chete nomucheka wokuvigwa nawo wakanga uri mumusoro waJesu. Mucheka uyu wakanga wakapetwa uri woga, wakaparadzaniswa nomumwe mucheka.

Viz kapitola kopírovat




Johane 20:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy