Online Bible

- Reklamy -




Johane 19:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Saizvozvo Jesu akabuda akapfeka chiremba cheminzwa negemenzi roruvara rwohute. Pirato ndokuti kwavari, “Chitarisai muone munhu uya.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Jesu akaɓuɗa, akadzika korona yeminzwa, aneŋguʋo tȿuku. Pirato akati kwaʋari: Tarirai munhu!

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Jesu akabuda, akadzikwa ndaza yeminzwa, ane nguo tsvuku. Pirato akati kwavari, “Tarirai munhu!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Saizvozvo Jesu akabuda akapfeka chiremba cheminzwa negemenzi roruvara rwohute. Pirato ndokuti kwavari, “Chitarisai muone munhu uya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Jesu akati abuda kunze akapfeka korona yeminzwa uye nenguo yepepuru, Pirato akati kwavari, “Hoyo munhu!”

Viz kapitola kopírovat




Johane 19:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy