Johane 19:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona41 Panzvimbo yaakarovererwa pakanga paine bindu. Mubindu imomo maiva neguva idzva makanga musati mambovigwa munhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Panɀimbo iyo, paakaroʋerwa pamucinjikwa, pakaŋga panomunda; mumunda imomo maiʋa nobgiro bgutȿa, makaŋga musinakumboiswa munhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Panzvimbo iyo, paakaroverwa pamuchinjikwa, pakanga pano munda; mumunda imomo maiva nobwiro hutsva, makanga musina kumboiswa munhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Panzvimbo yaakarovererwa pakanga paine bindu. Mubindu imomo maiva neguva idzva makanga musati mambovigwa munhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Panzvimbo iyo pakarovererwa Jesu pamuchinjikwa, paiva nebindu, uye mubindu imomo, maiva neguva idzva, rakanga risina munhu akamboradzikwamo. Viz kapitola |