Johane 19:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Nezvizvi Pirato akatsvaka nzira yokumusunungura nayo. Asi vaJudha vakadaidzira vachiti, “Kana mukasunungura munhu uyu, hamusi shamwari yaSiza, nokuti munhu wose anozviita mambo ari kupandukira Siza.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino Pirato akatȿaka kumusunuŋgura; asi ʋaJuda ʋakaɗanidzira, ʋaciti: Kana mukasunuŋgura munhu uyu, hamuzi shamŋari yaKesari; mumŋe nomumŋe, unoɀiita mambo, unoramba Kesari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino Pirato akatsvaka kumusunungura; asi vaJudha vakadanidzira, vachiti, “Kana mukasunungura munhu uyu, hamusi shamwari yaKesari; mumwe nomumwe, anozviita mambo, anoramba Kesari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Nezvizvi Pirato akatsvaka nzira yokumusunungura nayo. Asi vaJudha vakadaidzira vachiti, “Kana mukasunungura munhu uyu, hamusi shamwari yaSiza, nokuti munhu wose anozviita mambo ari kupandukira Siza.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Kubva ipapo zvichienda mberi, Pirato akaedza kusunungura Jesu, asi vaJudha vakaramba vachidanidzira vachiti, “Kana ukasunungura murume uyu, zvoreva kuti hausi shamwari yaKesari. Ani naani anozviti mambo anopikisana naKesari.” Viz kapitola |