Johane 19:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Jesu akamupindura achiti, “Hamungavi nesimba pandiri kana musina kutoripiwa richibva kumusoro. Nezvo anditurira kwamuri anechitadzo chikuru kupfuura imi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Jesu akamupindura, akati: Hauŋgatoŋgoʋi nesimba pamsoro paŋgu, kana usina‐kuripiwa ricibʋa kumsoro; naiɀoɀo wakandiisa kwauri, uneɀiʋi ɀinokunda ɀako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Jesu akamupindura, akati, “Haungatongovi nesimba pamusoro pangu, kana usina kuripiwa richibva kumusoro; naizvozvo akandiisa kwauri, ane zvivi zvinokunda zvako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Jesu akamupindura achiti, “Hamungavi nesimba pandiri kana musina kutoripiwa richibva kumusoro. Nezvo anditurira kwamuri anechitadzo chikuru kupfuura imi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Jesu akapindura akati, “Haungatongovi nesimba pamusoro pangu kana usina kuripiwa richibva kumusoro. Naizvozvo uyo andiisa kwauri ane mhosva yechivi chikuru.” Viz kapitola |