Johane 19:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Pirato akatora Jesu, akati arohwe zvakanyanya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Pirato wakatora Jesu, akamuroʋesa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Pirato akatora Jesu, akamurovesa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Pirato akatora Jesu, akati arohwe zvakanyanya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ipapo Pirato akatora Jesu akaita kuti arohwe. Viz kapitola |