Johane 18:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona40 Vakadaidzirazve vachiti, “Kwete munhu uyu asi Bharabhasi,” zvino Bharabhasi akanga ari gororo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ipapo ʋakaɗanidzira ʋose, ʋaciti: Munhu uyu kwete, asi Barabasi! Ɀino Barabasi wakaŋga ari gororo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Ipapo vakadanidzira vose, vachiti, “Munhu uyu kwete, asi Bharabhasi!” Zvino Bharabhasi akanga ari gororo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Vakadaidzirazve vachiti, “Kwete munhu uyu asi Bharabhasi,” zvino Bharabhasi akanga ari gororo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Vakadanidzira vachiti, “Kwete, uyu! Tipei Bharabhasi!” Zvino Bharabhasi akanga ari gororo. Viz kapitola |