Johane 18:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona38 Pirato akabva amuti, “Chokwadi chii?” Paakapedza kutaura izvi akaendazve kuvaJudha akavataurira kuti, “Ini handioni mhosva yaanayo Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Pirato akati kwaari: Ɀokwaɗi cinyiko? Akati areʋa iɀoɀo, akaɓuɗira ɀe kuʋaJuda, akati kwaʋari: Ini handiwani mhoȿa kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Pirato akati kwaari, “Chokwadi chinyiko?” Akati areva izvozvi, akabudirazve kuvaJudha, akati kwavari, “Ini handiwani mhosva kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Pirato akabva amuti, “Chokwadi chii?” Paakapedza kutaura izvi akaendazve kuvaJudha akavataurira kuti, “Ini handioni mhosva yaanayo Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Pirato akamubvunza akati, “Chokwadi chiiko?” Akati ataura izvozvo akabudazve kunze kuvaJudha akati, “Handiwani hwaro hwemhosva yomurume uyu. Viz kapitola |