Online Bible

- Reklamy -




Johane 18:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Jesu akapindura achiti, “Izvi zviri kubva mupfungwa dzenyu here kana kuti matotaurirwa navamwe nezvangu?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Jesu akapindura, akati: Unoɀireʋa iɀi pacako here, kana waɀiʋudzwa naʋamŋe pamsoro paŋgu?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Jesu akapindura, akati, “Unozvireva izvi pachako here, kana wazviudzwa navamwe pamusoro pangu?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Jesu akapindura achiti, “Izvi zviri kubva mupfungwa dzenyu here kana kuti matotaurirwa navamwe nezvangu?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Jesu akati, “Kufunga kwako woga here kana kuti vamwe vataura newe pamusoro pangu?”

Viz kapitola kopírovat




Johane 18:34

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy