Johane 18:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 Izvi zvaiva zvokuzadzisa zvakanga zvambotaurwa naJesu zvokuti aizofa norufu rwakaita sei? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 kuti shoko raJesu raakareʋa riitike, aciɗudzira kufa kwaaifanira kufa nako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 kuti shoko raJesu raakareva riitike, achidudzira kufa kwaaifanira kufa nako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Izvi zvaiva zvokuzadzisa zvakanga zvambotaurwa naJesu zvokuti aizofa norufu rwakaita sei? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Izvi zvakaitika kuitira kuti mashoko akanga ataurwa naJesu achiratidza mafiro aaizoita azadziswe. Viz kapitola |