Online Bible

- Reklamy -




Johane 18:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Pirato akavati, “Chimutoraika iyemi mundomutonga maererano nomutemo wenyu.” VaJudha vakati kwaari, “Isu hatibvumirwi kuuraya munhu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ɀino Pirato akati kwaʋari: Cimutorai imi, mumutoŋge nomurairo wenyu. ƲaJuda ʋakati kwaari: Hatina‐kutenderwa isu kuti tiʋuraye munhu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Zvino Pirato akati kwavari, “Chimutorai imi, mumutonge nomurayiro wenyu.” VaJudha vakati kwaari, “Hatina kutenderwa isu kuti tiuraye munhu;”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Pirato akavati, “Chimutoraika iyemi mundomutonga maererano nomutemo wenyu.” VaJudha vakati kwaari, “Isu hatibvumirwi kuuraya munhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Pirato akati, “Mutorei imi mumutonge nomurayiro wenyu.” VaJudha vakaramba vachiti, “Asika, isu hatina mvumo yokuuraya munhu.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 18:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy