Johane 18:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona21 Ko munobvunzirei ini. Dai matobvunza zvenyu vakandinzwa ndichitaura kwavari. Ivo vanoziva zvandaireva kwavari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Munondibvunzireiko ini? bvunzai aʋa ʋainzwa ɀandaitaura kwaʋari; tarirai, aʋa ʋanoziʋa ɀandaireʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 “Munondibvunzireiko ini? Bvunzai ava vainzwa zvandaitaura kwavari; tarirai, ava vanoziva zvandaireva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ko munobvunzirei ini. Dai matobvunza zvenyu vakandinzwa ndichitaura kwavari. Ivo vanoziva zvandaireva kwavari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Munondibvunzireiko? Bvunzai avo vakandinzwa. Zvirokwazvo vanoziva zvandakareva.” Viz kapitola |