Johane 17:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Inini ndakavapa shoko renyu, pasi pakavavenga nokuti havasi vapasi pano sezvandisiriwo wapasi pano. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ini ndakaʋapa shoko renyu, nyika ikaʋaʋeŋga, nokuti haʋazi ʋenyika, seni ndisi wenyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 “Ini ndakavapa shoko renyu nyika ikavavenga, nokuti havasi venyika, seni ndisi wenyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Inini ndakavapa shoko renyu, pasi pakavavenga nokuti havasi vapasi pano sezvandisiriwo wapasi pano. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ndakavapa shoko renyu uye nyika yakavavenga, nokuti havachisiri venyika sezvandisiri wenyika. Viz kapitola |