Online Bible

- Reklamy -




Johane 17:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Asi zvino ndavakuuya kwamuri ndiri kutaura zvinhu izvi ndichiri pasi pano kuti kufara kwangu kunyatsozara chaizvo mavari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Asi ɀino ndoʋuya kwamuri; ndinotaura iɀi panyika, kuti ʋaʋe nomufaro waŋgu, wakazadzika maʋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Asi zvino ndouya kwamuri; ndinotaura izvi panyika, kuti vave nomufaro wangu, wakazadzika mavari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asi zvino ndavakuuya kwamuri ndiri kutaura zvinhu izvi ndichiri pasi pano kuti kufara kwangu kunyatsozara chaizvo mavari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 “Zvino ini ndiri kuuya kwamuri, asi ndiri kutaura zvinhu izvi ndichiri munyika, kuitira kuti vave nomufaro wangu wakazara mukati mavo.

Viz kapitola kopírovat




Johane 17:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy