Johane 16:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Asi zvino ndavakuenda kuna akandituma. Hapana mumwe wenyu ari kumbondibvunza kuti ko muri kuenda kupi? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Asi ɀino ndinoenda kunowakandituma; hakunomumŋe wenyu unondibvunza, aciti: Munoendepiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Asi zvino ndinoenda kune akandituma; hakuna mumwe wenyu anondibvunza, achiti, ‘Munoendepiko?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi zvino ndavakuenda kuna akandituma. Hapana mumwe wenyu ari kumbondibvunza kuti ko muri kuenda kupi? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 “Zvino ndava kuenda kune akandituma, asi hakuna mumwe wenyu anondibvunza kuti, ‘Muri kuendepiko?’ Viz kapitola |