Johane 16:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 Ndakutaurirai izvi kuti muwane rugare mandiri. Pasi pano muchava namatambudziko asi tsungai mwoyo ndakakunda pasi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ndakareʋa iɀoɀi kwamuri, kuti muʋe norugare mandiri. Panyika munotambudzika; asi tsuŋgai mŋoyo, ini ndakakunda nyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Ndakareva izvozvi kwamuri, kuti muve norugare mandiri. Panyika munotambudzika; asi tsungai mwoyo, ini ndakakunda nyika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Ndakutaurirai izvi kuti muwane rugare mandiri. Pasi pano muchava namatambudziko asi tsungai mwoyo ndakakunda pasi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 “Ndakuudzai zvinhu izvi, kuitira kuti muve norugare mandiri. Panyika muchatambudzika. Asi tsungai mwoyo! Ini ndakakunda nyika.” Viz kapitola |