Johane 16:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Kusvikira pari zvino hamuna kukumbira chinhu muzita rangu chikumbirai muchapiwa kuti rufaro rwenyu ruzare. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Kuȿikira ɀino hamuna‐kukumbira cinhu muzita raŋgu; kumbirai, mucapiwa, mufaro wenyu uzadzike. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Kusvikira zvino hamuna kukumbira chinhu muzita rangu; kumbirai, muchapiwa, mufaro wenyu uzadzike. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Kusvikira pari zvino hamuna kukumbira chinhu muzita rangu chikumbirai muchapiwa kuti rufaro rwenyu ruzare. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Kusvikira zvino hamusati matombokumbira kana chinhu muzita rangu. Kumbirai uye muchapiwa, uye mufaro wenyu uchava wakazara. Viz kapitola |