Johane 16:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 “Pane zvokutonga, nokuti mutongi wapasi pano ava kutotongwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 pamsoro pokutoŋgwa, nokuti mucinda wenyika ino watoŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 pamusoro pokutongwa, nokuti muchinda wenyika ino atongwa kare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Pane zvokutonga, nokuti mutongi wapasi pano ava kutotongwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 uye pamusoro pokutongwa, nokuti muchinda wenyika ino atotongwa. Viz kapitola |