Johane 16:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Pane zvoururami, nokuti ini ndava kutoenda kuna Baba uye hamuzoramba muchindiona. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 pamsoro pokururama, nokuti ndinoenda kunaƂaɓa, hamuŋgazondiʋoni; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 pamusoro pokururama, nokuti ndinoenda kuna baba, hamungazondioni; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Pane zvoururami, nokuti ini ndava kutoenda kuna Baba uye hamuzoramba muchindiona. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 pamusoro pokururama, nokuti ndiri kuenda kuna Baba, kwamusingazondionizve; Viz kapitola |