Online Bible

- Reklamy -




Johane 15:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Asi Mubatsiri kana auya, wandichatuma kwamuri achibva kuna Baba iyeyo Mweya Wechokwadi anobva muna Baba; iye achandipupurira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Kana Munyaradzi aʋuya, wandicatuma kwamuri, acibva kunaƂaɓa, iye Mŋeya waɀokwaɗi, unoɓuɗa kunaƂaɓa, ucandipupurira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 “Kana Munyaradzi auya, wandichatuma kwamuri, achibva kuna baba, iye Mweya wechokwadi, anobuda kuna baba, achandipupurira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Asi Mubatsiri kana auya, wandichatuma kwamuri achibva kuna Baba iyeyo Mweya Wechokwadi anobva muna Baba; iye achandipupurira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 “Kana Munyaradzi asvika, iye wandichatuma kwamuri achibva kuna Baba, iye Mweya wechokwadi anobuda achibva kuna Baba, achapupura nezvangu.

Viz kapitola kopírovat




Johane 15:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy