Online Bible

- Reklamy -




Johane 14:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Dai maindiziva maizivawo Baba vangu asi kubvira zvino mavakuvaziva uye makavaona.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ƌai makaŋga mucindiziʋa, muŋgaɗai maiziʋa ʋo Ƃaɓa ʋaŋgu; kubva ɀino munoʋaziʋa, makaʋaʋona.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Dai makanga muchindiziva mungadai maizivawo baba vangu; kubva zvino munovaziva, makavaona.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Dai maindiziva maizivawo Baba vangu asi kubvira zvino mavakuvaziva uye makavaona.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Dai maindiziva chaizvo mungadai maizozivawo Baba vangu. Kubvira zvino, munovaziva uye makavaona.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 14:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy