Johane 14:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 Asi ini ndinoita zvandakaudzwa naBaba kuti pasi pazive kuti ndinoda Baba. Chisimukai tiende.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 asi iɀi ɀinoitika kuti nyika iziʋe kuti ndinoɗa Ƃaɓa, ʋuye kuti seɀandakarairwa naƂaɓa, ndiɀo ɀandinoita. Simukai, ŋgatibve pano. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 asi izvi zvinoitika kuti nyika izive kuti ndinoda baba, uye kuti sezvandakarairwa nababa, ndizvo zvandinoita. Simukai, ngatibve pano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Asi ini ndinoita zvandakaudzwa naBaba kuti pasi pazive kuti ndinoda Baba. Chisimukai tiende.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 asi nyika inofanira kudzidza kuti ndinoda Baba uye kuti ndinoita chaizvo zvandinenge ndarayirwa naBaba vangu. “Uyai zvino; ngatibvei pano. Viz kapitola |