Johane 13:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Simoni Pita akabva ati kwaari, “Tenzi, kwete tsoka dzangu chete asi maoko angu nomusoro wanguwo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Simoni Petro akati kwaari: Dzirege kuʋa tsoka dzaŋgu dzoga, asi maʋoko aŋgu nomusoro waŋgu ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Simoni Petirosi akati kwaari, “Dzirege kuva tsoka dzangu dzoga, asi maoko angu nomusoro wanguo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Simoni Pita akabva ati kwaari, “Tenzi, kwete tsoka dzangu chete asi maoko angu nomusoro wanguwo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ipapo Simoni Petro akati, “Ishe, ngadzirege kuva tsoka dzangu bedzi asi maoko angu nomusoro wanguwo!” Viz kapitola |