Johane 13:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona34 Asi ndinokupai mutemo mutsva unoti, ‘Idanai.’ Sokukudai kwandakaita, imi idanaiwo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ndinokupai murairo mutȿa, wokuti mudane; seɀandakakuɗai imi, nemi muɗane ʋo saiɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 “Ndinokupai murayiro mutsva, wokuti mudane; sezvandakakudai imi, nemi mudanewo saizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Asi ndinokupai mutemo mutsva unoti, ‘Idanai.’ Sokukudai kwandakaita, imi idanaiwo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 “Ndinokupai murayiro mutsva wokuti: Dananai. Sezvo ndakakudai, saizvozvo munofanira kudanana. Viz kapitola |