Online Bible

- Reklamy -




Johane 13:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Kana Mwari awaniswa mbiri maari Mwariwo achamuwanisa mbiri maari iye pachake achibva amuwanisa mbiri iyoyo pakarepo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 kana Mŋari akudzwa maari, Mŋari ucamukudza iye maari, ucamukudza pakarepo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 kana Mwari akudzwa maari, Mwari achamukudza iye maari, uchamukudza pakarepo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Kana Mwari awaniswa mbiri maari Mwariwo achamuwanisa mbiri maari iye pachake achibva amuwanisa mbiri iyoyo pakarepo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Kana Mwari akudzwa maari, Mwari achakudza Mwanakomana maari uye achamukudza pakarepo.

Viz kapitola kopírovat




Johane 13:32

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy