Johane 13:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 Paakatambira musuva iwoyo Satani akapinda maari Jesu ndokumuti, “Zvauri kuda kuita chikurumidza kuzviita.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Iye wakati agamucira cimeɗu, Satani akapinda maari. Ipapo Jesu akati kwaari: Ɀaunoita, ita ucikurumidza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Iye akati agamuchira chimedu, Satani akapinda maari. Ipapo Jesu akati kwaari, “Zvaunoita, ita uchikurumidza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Paakatambira musuva iwoyo Satani akapinda maari Jesu ndokumuti, “Zvauri kuda kuita chikurumidza kuzviita.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Judhasi achangodya chingwa ichi, Satani akabva apinda maari. Jesu akati kuna Judhasi, “Zvaunoda kuita, ita nokukurumidza,” Viz kapitola |