Johane 13:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Akazembera kudai, munyasi mechipfuwa chaJesu, akati kwaari, “Tenzi ndianiko iyeyo?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Iye akaʋata pacifuʋa caJesu, akati kwaari: Ishe, ndianiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Iye akavata pachipfuva chaJesu, akati kwaari, “Ishe, ndianiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akazembera kudai, munyasi mechipfuwa chaJesu, akati kwaari, “Tenzi ndianiko iyeyo?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Akasendamirazve pana Jesu, akamubvunza akati, “Ishe, ndianiko?” Viz kapitola |