Johane 13:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwamuri, ‘Anogamuchira wandinotuma anogamuchira ini. Anondigamuchirawo anogamuchira akandituma.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Unogamucira wandinotuma, unogamucireni, nounondigamucira ini, unogamucira wakandituma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, anogamuchira wandinotuma, unogamuchireni, noanondigamuchira ini, anogamuchira akandituma.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwamuri, ‘Anogamuchira wandinotuma anogamuchira ini. Anondigamuchirawo anogamuchira akandituma.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ndinokuudzai chokwadi kuti, ani naani anogamuchira ini anogamuchira iye akandituma.” Viz kapitola |