Online Bible

- Reklamy -




Johane 13:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Handisi kureva mose; ndinoziva ini vandakasarudza kuti vanhui, uku kuti Magwaro Matsvene azadziswe anoti, “ ‘Wandinodya naye mundiro akandimukira.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 handireʋi imi mose; ini ndinoziʋa aʋo ʋandakasanaŋgura; asi kuti Rugwaro ruitike, runoti: Unodya ciŋgwa caŋgu, wakandisimudzira citsitsinho cake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 “Handirevi imi mose; ini ndinoziva avo vandakasanangura; asi kuti Rugwaro ruitike, runoti, ‘Anodya chingwa changu, akandisimudzira chitsitsinho chake.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Handisi kureva mose; ndinoziva ini vandakasarudza kuti vanhui, uku kuti Magwaro Matsvene azadziswe anoti, “ ‘Wandinodya naye mundiro akandimukira.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 “Handirevi izvi kwamuri mose; ini ndinoziva avo vandakasarudza. Asi uku ndiko kuzadzisa Rugwaro runoti, ‘Uyo anogovana neni chingwa andisimudzira chitsitsinho chake kuti azorwa neni.’

Viz kapitola kopírovat




Johane 13:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy