Johane 12:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona47 Ani naaniwo anonzwa zvandinotaura asingazvichengete handimupi mhosva nokuti handina kuuya kuzopa pasi mhosva asi kuzoponesa pasi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Kana munhu acinzwa mashoko aŋgu, akasaaceŋgeta, handimutoŋgi ini, nokuti handina‐kuʋuya kuzotoŋga nyika, asi kuti ndiponese nyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 Kana munhu achinzwa mashoko angu, akasaachengeta, handimutongi ini, nokuti handina kuuya kuzotonga nyika, asi kuti ndiponese nyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Ani naaniwo anonzwa zvandinotaura asingazvichengete handimupi mhosva nokuti handina kuuya kuzopa pasi mhosva asi kuzoponesa pasi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 “Kana pane munhu zvake anonzwa mashoko angu, asi akasaachengeta, ini handimutongi. Nokuti handina kuuya kuzotonga nyika, asi kuzoiponesa. Viz kapitola |