Johane 12:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Chikwata chavanhu chakanga chiripo chakazvinzwa. Vakati, “Kwatinhira,” vamwewo vakati, “Mutumwa waMwari ataura kwaari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino ʋanhu ʋazhinji, ʋakaŋga ʋamire’po, ʋaciɀinzwa, ʋakati: Kwatinhira. Ʋamŋe ʋakati: Mutumŋa wataura naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Zvino vanhu vazhinji, vakanga vamirepo, vachizvinzwa, vakati, “Kwatinhira.” Vamwe vakati, “Mutumwa ataura naye.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Chikwata chavanhu chakanga chiripo chakazvinzwa. Vakati, “Kwatinhira,” vamwewo vakati, “Mutumwa waMwari ataura kwaari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Vanhu vazhinji vaivapo uye vakarinzwa vakati kwatinhira; vamwe vakati mutumwa ataura kwaari. Viz kapitola |