Johane 11:57 - Bhaibhiri Idzva rechiShona57 Zvino vapristi vakuru navaFarisei vakanga vakomera kuti anenge angoziva kwaari anofanira kuvazivisa kuti vamusunge. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)57 Ɀino ʋaprista ʋakuru naʋaFarise ʋakaŋga ʋaraira, kuti, aninani kana aciziʋa kwaari, aʋaziʋise, kuti ʋandomuɓata. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200257 Zvino vapristi vakuru navaFarisi vakanga varayira, kuti, ani naani kana achiziva kwaari, avazivise, kuti vandomubata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Zvino vapristi vakuru navaFarisei vakanga vakomera kuti anenge angoziva kwaari anofanira kuvazivisa kuti vamusunge. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi57 Asi vaprista vakuru navaFarisi vakanga varayira kuti kana paine anenge aziva kuna Jesu, aifanira kuvazivisa kuitira kuti vagomusunga. Viz kapitola |