Johane 11:56 - Bhaibhiri Idzva rechiShona56 Vaitsvaka Jesu vachitaurirana vamire muTemberi vachiti, “Munofungei nhaimi? Angarege here kuuya kuzuva guru.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Ɀino ʋakatȿaka Jesu, ʋakataurirana ʋamire mutembere, ʋaciti: Munoti kuɗiniko? Munoti haaŋgaʋuyi kumutambo here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200256 Zvino vakatsvaka Jesu, vakataurirana vamire mutemberi, vachiti, “Munoti kudiniko? Munoti haangauyi kumutambo here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Vaitsvaka Jesu vachitaurirana vamire muTemberi vachiti, “Munofungei nhaimi? Angarege here kuuya kuzuva guru.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi56 Vakaramba vachitsvaka Jesu, uye pavakanga vamire mutemberi, vakabvunzana vakati, “Munofungeiko? Haasi kuzouya kumutambo here?” Viz kapitola |