Online Bible

- Reklamy -




Johane 11:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

47 Ipapo vakuru vakuru vavapristi navaFarisei vakaunganidza makurukota avo padare vakati, “Toita sei, nokuti munhu uyu anoita zviratidzo zvakawanda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

47 Naiɀoɀo ʋaprista ʋakuru naʋaFarise ʋakaʋuŋganidza makurukota, ʋakati: Toɗiniko? nokuti uyu unoita ɀiratidzo ɀizhinji.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

47 Naizvozvo vapristi vakuru navaFarisi vakaunganidza makurukota, vakati, “Todiniko? Nokuti uyu anoita zviratidzo zvizhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 Ipapo vakuru vakuru vavapristi navaFarisei vakaunganidza makurukota avo padare vakati, “Toita sei, nokuti munhu uyu anoita zviratidzo zvakawanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

47 Ipapo vaprista vakuru navaFarisi vakadana musangano weDare Guru ravaJudha. Vakati, “Tiri kuiteiko? Hounoka murume ari kuita zviratidzo zvesimba zvizhinji.

Viz kapitola kopírovat




Johane 11:47

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy