Online Bible

- Reklamy -




Johane 11:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

45 Naizvozvo vaJudha vazhinji vakanga vauya kuna Maria vakaona zvaakanga aita vakatenda maari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

45 Naiɀoɀo ʋazhinji ʋaʋaJuda, ʋakaŋga ʋaʋuya kunaMaria, ʋakati ʋaʋona ɀaaita, ʋakatenda kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

45 Naizvozvo vazhinji vavaJudha, vakanga vauya kuna Maria, vakati vaona zvaaita, vakatenda kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 Naizvozvo vaJudha vazhinji vakanga vauya kuna Maria vakaona zvaakanga aita vakatenda maari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

45 Naizvozvo vazhinji vavaJudha vakanga vauya kuzoshanyira Maria, uye vaona zvakanga zvaitwa naJesu, vakatenda kwaari.

Viz kapitola kopírovat




Johane 11:45

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy