Johane 11:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Jesu akati kwaari, “Ndini kumuka nouupenyu. Anotenda mandiri kunyange akafa achava mupenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Jesu akati kwaari: Ndini kumuka noʋupenyu; unotenda kwandiri, kunyaŋge akafa, ucararama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Jesu akati kwaari, “Ndini kumuka noupenyu; anotenda kwandiri, kunyange akafa, achararama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Jesu akati kwaari, “Ndini kumuka nouupenyu. Anotenda mandiri kunyange akafa achava mupenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Jesu akati kwaari, “Ndini kumuka noupenyu. Uyo anotenda kwandiri achararama, kunyange dai akafa; Viz kapitola |