Johane 11:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Nyange iye zvino ndinoziva kuti chose chamunokumbira kuna Mwari, Mwari anokupai.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Kunyaŋge ɀino ndinoziʋa, kuti ɀose ɀamunokumbira kunaMŋari, Mŋari ucakupai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Kunyange zvino ndinoziva, kuti zvose zvamunokumbira kuna Mwari, Mwari achakupai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Nyange iye zvino ndinoziva kuti chose chamunokumbira kuna Mwari, Mwari anokupai.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Asi ndinoziva kuti kunyange izvozvi Mwari achakupai zvose zvamuchakumbira.” Viz kapitola |